Mutaira

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Mutaira kana Mutayira izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yaBantu[chinja | edit source]

  • Izwi rokuti kutaila (to not eat, to abstain) rinotaurwa mururimi rweLenje richireva kusadya kana kutsanya. Zvichida izwi iri rinotodzana nezita rinonzi Mutayira, Mutaira kana Mataire?